Duramazwi
Zvinoreva
Kana vanhu vachipadaira vanenge vachifamba vachizvida.
1

Kupadaira kufamba netsoka munhu asina shangu.
2

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03padhiroko
Padhiroko chimai chekiyi chinoshandiswa kuti magonhi asavhurika kusvikira watoshandisa kamwana kacho kuchivhura.
VerengaSwipe for the next word