KwaunobvaDuramazwiPpada pada

Duramazwi

pada pada

Zvinoreva

Kufamba netsoka.

1

Kufamba netsoka.

Kuti pada pada kufamba kwemunhu achikakanyara kuti vanhu vamuone.

Kuti pada pada kufamba netsoka munhu asina shangu.

Kuti pada pada kurovera kwezvipfeko pamuviri.

2

Kuti pada pada kurovera kwezvipfeko pamuviri.

3

Kuti pada pada kufamba kwemunhu achikakanyara kuti vanhu vamuone.

4

Kuti pada pada kufamba netsoka munhu asina shangu.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

padagura

Kana uchipadagura pasi pakaoma unenge uchipatimba uchimindura ivhu.

Verenga

Swipe for the next word