KwaunobvaDuramazwiGgada gada

Duramazwi

gada gada

Zvinoreva

Kuti gada gada kufamba wakamisa musoro mudenga.

Kugada-gada kufamba munhu akamisa musoro achiratidza kuti anozvida.

1

2

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gadabu

Kuti gadabu kukwatanura pasi nechinhu chakaita sebadza. Mukomana akatora badza ndokubva ati gadabu vhinga rakaoma.

Verenga

Swipe for the next word