KwaunobvaDuramazwiGgada

Duramazwi

gada

Zvinoreva

Kugara kana kurara negotsi.

1

Kugara kana kurara negotsi.

Kugada-gada kufamba munhu akamisa musoro achiratidza kuti anozvida.

Kuti gada gada kufamba wakamisa musoro mudenga.

Kuti gada kurara negotsi uchizorora.

2

Kuti gada kugara pasi.

3

Kuti gada kuwa negotsi.

4

Kuti gada kurara negotsi uchizorora.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gada gada

Kuti gada gada kufamba wakamisa musoro mudenga.

Verenga

Swipe for the next word