Duramazwi · zita
zvicherwa
minerals
Duramazwi · zita
minerals
Zviwanikwa.
Zviwanikwa.
Mamwe mapfupa avo ari kusanganikwa nawo panenge pachivhurwa nzvimbo dzokurima, kuvaka misha kana kuchera zvicherwa.
Kwari inzvimbo inocherwa mabwe kana zvimwewo zvicherwa.
Dhayomondi chicherwa chakaoma kudarika zvimwe zvicherwa zvose chinovaima uye chinoshandiswa kugadzira madhiriri nezvishongo.
Duramazwi
01 / 03zvichibvira
potentially
VerengaSwipe for the next word