KwaunobvaDuramazwiZzarakuzaza

Duramazwi · zita

zarakuzaza

Zvinoreva

Iri ibopoto rinoitika pakati pevanhu vanenge vatadza kunzwisisana.

1

Iri ibopoto rinoitika pakati pevanhu vanenge vatadza kunzwisisana.

Rakanga rava zarakuzaza chairo, tezvara nemukuwasha zvatosvorana.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zari

Kuti zari kuvhara mukova kana chimwewo.

Verenga

Swipe for the next word