Duramazwi · zita
mutsara
row
Duramazwi · zita
row
Mutsetse kana rundaza.
Mutsetse kana rundaza.
Mutsara kamutaro kanonyorwa.
Sarudza zvirevo zvishanu chete kubva pane zvinotevera ugonyora madimikira anoreva zvakafanana nemazwi ane mutsara pasi pawo.
Chibvunzo inyora inoshandisa panoperera mutsara kuratidza kuti mubvunzo.
Mutsara rundaza rwezvinhu.
Mutsara mutsetse wamashoko akabatanidzwa kuita chirevo chimwe.
Duramazwi
01 / 03mutsaratsara
Mutsaratsara munhu ane pfungwa dzisingatori zvakanaka.
VerengaSwipe for the next word