Duramazwi · zita
mutsauko
distinction
Duramazwi · zita
distinction
Uku kusiyana kunenge kwakaita zvinhu zvinenge zvichienzaniswa.
Uku kusiyana kunenge kwakaita zvinhu zvinenge zvichienzaniswa.
Mutsauko mukuru ndewokuti chikamu choga chog chinoda kuti udzidze unyanzvi hutsva.
Mutsauko mukuru ndewekuti hurukuro haikwanisi kuitwa nemunhu mumwe chete.
Umwezve mutsauko mukuru pakati penhaurwa nehurukuro unoonekwa pamarongerwo acho kana kuti maumbirwo acho.
mutsaukano · musiyano · mhatsa
Duramazwi
01 / 03mutsedu
Mutsedu inzvimbo inotsvedza yakaita mawere paruware.
VerengaSwipe for the next word