KwaunobvaDuramazwiMmutsenzekete

Duramazwi · zita

mutsenzekete

Zvinoreva

Kana nyaya kana mhosva ichinzi mutsenzekete inenge ichinetsa kunzwisisa, izvo zvinozokonzera kuti inetse kupa mutongo.

1

Imi amai imi, nyaya yenyu iyi mutsenzekete, inoda vanhu vadya sadza.

Kana nyaya kana mhosva ichinzi mutsenzekete inenge ichinetsa kunzwisisa, izvo zvinozokonzera kuti inetse kupa mutongo.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word