KwaunobvaDuramazwiMmutaro

Duramazwi · zita

mutaro

delineation

Zvinoreva

Mutsara.

1

Mutsara.

Kutema rukarwa kutara mutaro kuratidza muganhu wepanofanira kucherwa guva.

Rukarwa mutaro unotarwa kuratidza panofanira kugumira rinda richacherwa.

Mukanga mutaro muchena unowanikwa pan'ombe kana shiri yorumwe ruvara.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word