KwaunobvaDuramazwiVvhara

Duramazwi · chiito

vhara

shut · shutdown · close; shut

Zvinoreva

Kupfiga.

1

Kupfiga.

Tadiwa ainge owaridza mbedha apo ainge ongovhara vhara hake.

Kudhiri vhara kuendesa zvinhu zvatengwa kana zvahodhewa kumuridzi wazvo.

Suo guru rinoshandiswa vhara nhengo yemba (gate).

2

Kukwidibira.

Mamwe mazwi ane V

V

Swipe for the next word