Duramazwi · zita
Zvinoreva
Vharamuromo imari kana chimwewo chinhu chinopiwa munhu kuti arege kutaura zvaanoziva maererano neimwe nyaya.
1

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vharanda
Vharanda inzvimbo yokugara makatandara, yakavakwa yakabatana nemba, ine denga asi isina kuzovakwa zvidziro.
VerengaSwipe for the next word