Duramazwi · zita
pfumbamuromo
bribery · bribe
Duramazwi · zita
bribery · bribe
Iyi imari kana zvimwewo zvinhu zvinopihwa munhu anoziva nezvemhosva nanyakupara mhosva, achiitira kuti munhu iyeye asataure zvaanoziva panyaya iyoyo.

vharamuromo · bhuraibhi · pfumbatidzo · fufuro
Duramazwi
01 / 03pfumbamwe
nine
VerengaSwipe for the next word