KwaunobvaDuramazwiPpfumbamwe

Duramazwi

pfumbamwe

nine

pfemba

Zvinoreva

iri idzitsi rechipauro rinotsanangura uwandu hwezvinhu zvinenge zvichiverengwa zvinenge zviri pakati pezvisere negumi.

1

iri idzitsi rechipauro rinotsanangura uwandu hwezvinhu zvinenge zvichiverengwa zvinenge zviri pakati pezvisere negumi.

Iri idzitsi rechipauro chinotsanangura zvinhu zvinotevera pfumbamwe yega yega.

Mwana ndini ndakatakura mimba mwedzi mipfumbamwe chaiyo.

Tineja munhu wechidiki ane makore ari pakati pegumi nematatu negumi nemapfumbamwe.

Zvakafanana

pfemba

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfumbatidzo

raita chidende, zvokuti rinokwanisa kudyiwa kana kutengeswa.

Verenga

Swipe for the next word