KwaunobvaDuramazwiCchipfumbamwe

Duramazwi

chipfumbamwe

Zvinoreva

Chiyero chenhamba yepfumbamwe (nine).

1

Chiyero chenhamba yepfumbamwe (nine).

Gunyana mwedzi wechipfumbamwe mugore unouya pamberi paNyamavhuvhu, uchiteverwa naGumiguru. Mvura yeGukurahundi inonaya mumwedzi waGunyana.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chipfundo

Chipfundo chimuti china makwati akawanda.

Verenga

Swipe for the next word