Duramazwi
Zvinoreva
Chipfuko ihari yevhu inoshandiswa kuchengetera mvura kana maheu kana hwahwa.
1
Chipfuko ihari yevhu inoshandiswa kuchengetera mvura kana maheu kana hwahwa.
Hokeso chipfuko chaipiwa mukuru wemumana kuti achikokera vanhu doro renhimbe.
Chipfuko ihari yevhu inoshandiswa kuchengetera mvura kana maheu kana hwahwa.
Hombero chipfuko chainochengeterwa doro rapanhimbe chokuti kana munhu aguta anotakura ozononwa kumba.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chipfukuto
Chipfukuto chimbuyu chitema chakaomarara, chinodya nokuboora mbesa. Isai mushonga uyu mudura, kuitira kuti zvipfukuto zvirege kudya chibage chenyu.
VerengaSwipe for the next word