KwaunobvaDuramazwiCchipfupiswa

Duramazwi · zita

chipfupiswa

Zvinoreva

Aya mabhii makuru anowanzotorwa kwekutanga kwemazwi azere, achitoshandiswa kumirira mazwi iwaya.

1

Aya mabhii makuru anowanzotorwa kwekutanga kwemazwi azere, achitoshandiswa kumirira mazwi iwaya.

TV chipfupiswa chaterevhizheni.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chipfura

Chipfura chirwere chen'ombe chinopisisa muviri, kuzvimbisa makumbo nerwatata, uye chichiuraya nokukasika.

Verenga

Swipe for the next word