Duramazwi · zita
vharanda
berevere
Duramazwi · zita
Vharanda inzvimbo yokugara makatandara, yakavakwa yakabatana nemba, ine denga asi isina kuzovakwa zvidziro.

Mumba maipisa saka takazonwira tii pavharanda.
Vharanda inzvimbo yokugara makatandara, yakavakwa yakabatana nemba, ine denga asi isina kuzovakwa zvidziro.
berevere
Duramazwi
01 / 03vharavhanyu
Kana munhu akati vharavhanyu anenge amuka nokukasira achiita zvokuvhunduka.
VerengaSwipe for the next word