KwaunobvaDuramazwiVvharidzira

Duramazwi

vharidzira

smother

Zvinoreva

Kuvharidzira kuita kwekuda kuvanziridza zvinhu kuti vanhu vasaziva zvakaitika.

1

Kuvharidzira kuita kwekuda kuvanziridza zvinhu kuti vanhu vasaziva zvakaitika.

Iye zvino hutsvina hwose hwainge hwowonekwa Tadiwa aisivharidzira ainge asisipo.

2

Kana munhu achivharidzira anenge achivhiringidza munhu atanga kutaura nezvake kuti asiyane nenyaya yacho.

Akatanga kuimba kuvharidzira mumwe akanga ava kutaura nezvekuba kwake.

Mamwe mazwi ane V

V

Swipe for the next word