KwaunobvaDuramazwiVvanziridza

Duramazwi

vanziridza

Zvinoreva

Kuvanziridza kuedza kuviga zvinhu zvanga zvava kubuda pachena kuruzhinji.

1

Kuvanziridza kuedza kuviga zvinhu zvanga zvava kubuda pachena kuruzhinji.

Aizama kuvanziridza nyaya yokuti mwana wake akabata musikana chibharo kumapurazi uku.

Madango ndezvinoitwa kuvanziridza kukanganisa kwemunhu kana zvaanenge achifunga.

Mamwe mazwi ane V

V

Swipe for the next word