KwaunobvaDuramazwiVvanzika

Duramazwi

vanzika

confidential · undiscovered · vague

Zvinoreva

Kana chinhu chakavanzika chinenge chakahwandiswa kana kuti chisingazikanwi novoruzhinji.

1

Kana chinhu chakavanzika chinenge chakahwandiswa kana kuti chisingazikanwi novoruzhinji.

Ndakazopererwa zvakare ndichiwana ane rimwe kwakavanzika kwake.

N'anga inokwanisa kubvundunura zvakavanzika.

Matione chido chakanyanya chokuda kuziva kana kuona chinenge chakavanzika.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vanzira

Kana ukavanzira munhu chinhu unenge usina kumuudza chokwadi chakazara maererano nechinhu ichocho.

Verenga

Swipe for the next word