KwaunobvaDuramazwiVvanza

Duramazwi

vanza

-hwandisa

Zvinoreva

Kuvanza kutora mbeu mudura kuti udzishandise nenzira yaunofunga.

Kuvanza kuisa munhu kana chimwewo kuti pachisingaonekwi.

1

Kuvanza kutora mbeu mudura kuti udzishandise nenzira yaunofunga.

[-vazha]

Kuti dudu dudu kufamba munhu akakotamira mberi, achizvivanza kuti asaonekwe navamwe.

Mhesero inzira yokutaura wakavanza chaicho chaicho chauri kuda kuburitsa.

2

Kuvanza kuisa munhu kana chimwewo kuti pachisingaonekwi.

Mhesero inzira yokutaura wakavanza chaicho chaicho chauri kuda kuburitsa.

Kana munhu achifukiridza chinhu anenge achichivanza zvakanyanya kuti chirege kuonekwa nevanhu.

Kuvanza kutora mbeu mudura kuti udzishandise nenzira yaunofunga.

Zvakafanana

-hwandisa

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vanzaidza

Kuvanzaidza kuviga chinhu kuitira kuti anochitsvaka asachiona.

Verenga

Swipe for the next word