Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chakavandika chinenge chisingaoneki nyore.
1
Kana chinhu chakavandika chinenge chisingaoneki nyore.
Tsumo dzinotaura zvinhu zvakavandika asi iwe unofanira kukwanisa kutsanangura zvadzinoreva.
Chipo haazi wokuudza zvakavandika nokuti ane chipfuva.
Kuchera munhu kumurevera nyaya dzake dzanga dzakavandika kuti vanhu vazvizive.
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vandikira
Kana munhu achivandikira anenge achitaura achiwedzera zvimwe zvomusoro wake.
VerengaSwipe for the next word