Duramazwi
Zvinoreva
Kutsika-tsika kufamba-famba panzvimbo imwe zvokuzosara pachionekwa kudhinda kwetsoka.
1
Kutsika-tsika kufamba-famba panzvimbo imwe zvokuzosara pachionekwa kudhinda kwetsoka.
2
Kana vanhu vakatsika-tsika nyaya vanenge vaivharidzira kuti isabuda kuruzhinji rwavanhu.
Akabata mukadzi wake aine chikomba asi nyaya yacho akangoitsika-tsika.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsikanisa
Kutsikanisa kuita zvinhu zvichiita zvhinhanho zvichienderana nourongwa hwazvo.
VerengaSwipe for the next word