Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akanyangaridza chinhu anenge achihwandisa kuti chisaonekwa nevanhu. Mukuwasha akanyangaridza mhosva yake nekutenga doro kuma dzitezvara.
1
Kana munhu akanyangaridza chinhu anenge achihwandisa kuti chisaonekwa nevanhu. Mukuwasha akanyangaridza mhosva yake nekutenga doro kuma dzitezvara.
Kunyangaridza chine mavara nokubvura- Kudzima umbovo hwemhosva inenge yaparwa.
Chengeto: Sekuru musada kunyangaridza chine mavara nokubvura.
Kunyangaridza chine mavara nokubvura.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyangaridzo
Nyangaridzo ndezvingataurwa kana kuitwa nomunhu kuvharidzira chokwadi chezvinhu zvakaitwa.
VerengaSwipe for the next word