KwaunobvaDuramazwiNnyangarara

Duramazwi

nyangarara

Zvinoreva

Kuti nyangarara kwevhudzi kubvanganyuka kwaro, zvichiratidza kuti harina kukamurwa.

Kana maziso ati nyangarara mushure mekuzamura, anenge azara nezvinyairadovi.

1

2

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyangaridza

Kana munhu akanyangaridza chinhu anenge achihwandisa kuti chisaonekwa nevanhu. Mukuwasha akanyangaridza mhosva yake nekutenga doro kuma dzitezvara.

Verenga

Swipe for the next word