KwaunobvaDuramazwiNnyangara

Duramazwi

nyangara

-nyangadzwa

Zvinoreva

Kushata pakuita kana kutarisika.

Kuti nyangara kushaya kuoneka kwechinhu chambenge chiripo.

1

Kushata pakuita kana kutarisika.

Kuti nyangara kushaya kuoneka kwechinhu chambenge chiripo.

2

Kana chinhu chichinzi chakanyangara chinenge chakaipa, kazhinji chichizopinza munhu munjodzi.

3

Kana maitiro emunhu achinzi akanyangara anenge asina kururama uye asina unhu.

4

Munhu kana achinzi akanvangara pameso anenge akashata.

Gomana racho raiva rakanyangara pameso vekuti hapana musikana aimborida.

5

Kana mumba muchinzi makanyangara munenge mune tsvina inoratidza kuti hamutsvairwi zvakanaka, uye munenge musina kurongedzwa zvakanaka.

6

Kana musikana achinzi anyangara anenge aitiswa nhumbu asina kuroorwa.

7

Kuti nyangara kushaya kuoneka kwechinhu chambenge chiripo.

Pasina nenguva, mako-

Kuti nyangara kushaya kuoneka kwechinhu chambenge chiripo.

Gomana racho raiva rakanyangara pameso vekuti hapana musikana aimborida.

Zvakafanana

-nyangadzwa

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyangarara

Kuti nyangarara kwevhudzi kubvanganyuka kwaro, zvichiratidza kuti harina kukamurwa.

Verenga

Swipe for the next word