KwaunobvaDuramazwiNnyangadzi

Duramazwi · zita

nyangadzi

Zvinoreva

Mutadzi.

1

Mutadzi.

Imi amai imi izvezvi hamunyari munhu mukuru kutaura zvakadaro muchivharidzira unyangadzi hwemwana wenyu?

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyangadzo

Nyangadzo chinhu chakaipa chinenge chakangani-swa kana kuitika.

Verenga

Swipe for the next word