KwaunobvaDuramazwiNnharadada

Duramazwi · zita

nharadada

Zvinoreva

Nharadada munhu anoita zvounhubu, zvokuba uye anokanganisa magariro evamwe vanhu nekuda kwemabasa ake asina kururama.

1

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nharanganwa

Nharanganwa muguri wechibage, une tsanga dzakati imwe apo imwe apo, dzisina kuti tsvete.

Verenga

Swipe for the next word