Duramazwi · zita
nhapwa
slave · exile
Duramazwi · zita
slave · exile
Nhapwa munhu anochengetwa nekushandiswa neumwe munhu pasina mubhadharo.
Nhapwa munhu anochengetwa nekushandiswa neumwe munhu pasina mubhadharo.
Takakundwa hondo nevauyi, vachibva vatitonga kwenguva yakarebesa tikangosara tava nhapwa mupfungwa.
Muranda munhu anosevenzera mumwe mahara, pasina chaanobhadharwa, sezvingaita nhapwa.
Nhapwa munhu anochengetwa nekushandiswa neumwe munhu pasina mubhadharo.
Nhapwa murwi anenge abatwa neuto romuvengi muhondo.
mubatwa · chibochwa
Duramazwi
01 / 03nhapwa mupfungwa
Kana munhu achinzi akaitwa nhapwa mupfungwa, zvinenge zvichireva kuti anenge ava kungoterera nokutevera zvose, nezvakashata, zvinoitwa nomumwe munhu anenge achimukurira.
VerengaSwipe for the next word