KwaunobvaDuramazwiMmutapwa

Duramazwi · zita

mutapwa

Zvinoreva

Mutapwa munhu anotorwa nechisimba, ova pasi peumwe munhu semusungwa, sezvinoitwa vakurirwa muhondo.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mutarara

Mutarara muti wakaomarara unoita maruva machena nematavi anotsvedzerera, unowanzo wanikwa munzvimbo dzinonaya mvura shoma uye unoti kana waoma unoita huni dzinobaka dzisingadzimi nokukasira.

Verenga

Swipe for the next word