KwaunobvaDuramazwiMmutarara

Duramazwi

mutarara

Zvinoreva

Mutarara muti wakaomarara unoita maruva machena nematavi anotsvedzerera, unowanzo wanikwa munzvimbo dzinonaya mvura shoma uye unoti kana waoma unoita huni dzinobaka dzisingadzimi nokukasira.

1

Mutarara muti wakaomarara unoita maruva machena nematavi anotsvedzerera, unowanzo wanikwa munzvimbo dzinonaya mvura shoma uye unoti kana waoma unoita huni dzinobaka dzisingadzimi nokukasira.

Mumuti womunharara ndimo munowanikwa tu-

Kana nyaya yonzi yakwira mutarara inenge yasvika padanho rakaoma zvikuru.

Kukwira mutarara kuendesa mhosva kumatanho epamusoro.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mutararo

Mutararo iwaya kana shinda inenge yakatandiwa kuti iyanikirwe hembe kana nyama.

Verenga

Swipe for the next word