KwaunobvaDuramazwiMmutare

Duramazwi · zita

mutare

Zvinoreva

Chifururo.

1

Chifururo.

Nyika yedu ino ine dhorobha guru reHarare, kuchiuyawo mamwe madhorobha anoti reBulawayo, Gweru, Mutare, Masvingo, Marondera nemamwewo.

Mutare munhu anonzi anenge ariye anangwa nomuroyi achida kumuuraya kuti agodya nyama navamwe vake.

Munhu anokunyepera kuti ari kwaMutare kana kuBeitbridge iye ari kwaMutasa kuBuhera.

2

Mutare munhu anonzi anenge ariye anangwa nomuroyi achida kumuuraya kuti agodya nyama navamwe vake.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mutari

Mutari munhu anosha-nyira vanhu vanorwara kana kurwarirwa.

Verenga

Swipe for the next word