Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nhapitapi kudya kunotapira zvakanyanya, sezvakaita uchi.
1
Nhapitapi kudya kunotapira zvakanyanya, sezvakaita uchi.
Nheredzo chinwiwa kana nhapitapi inozotevera kudya, muchiseredzera zvamunenge madya.
Musvi kunwa kunenge kwabviswa magufu kana masese, kwasara nhapitapi yega.
Nhapitapi kudya kunotapira zvakanyanya, sezvakaita uchi.
2
Nhapitapi rumbo kana kuti nyaya inonakidza.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nhapwa
slave
VerengaSwipe for the next word