KwaunobvaDuramazwiNnhapwa mupfungwa

Duramazwi · zita

nhapwa mupfungwa

Zvinoreva

Kana munhu achinzi akaitwa nhapwa mupfungwa, zvinenge zvichireva kuti anenge ava kungoterera nokutevera zvose, nezvakashata, zvinoitwa nomumwe munhu anenge achimukurira.

1

Kana munhu achinzi akaitwa nhapwa mupfungwa, zvinenge zvichireva kuti anenge ava kungoterera nokutevera zvose, nezvakashata, zvinoitwa nomumwe munhu anenge achimukurira.

Takakundwa hondo nevauyi, vachibva vatitonga kwenguva yakarebesa tikangosara tava nhapwa mupfungwa.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhara

Nhara iguva rakavakirirwa nematombo kana nezvitinha rinoiswa paruware.

Verenga

Swipe for the next word