KwaunobvaDuramazwiNnharanganwa

Duramazwi · zita

nharanganwa

nharangwa

Zvinoreva

Nharanganwa muguri wechibage, une tsanga dzakati imwe apo imwe apo, dzisina kuti tsvete.

1

Zvakafanana

nharangwa

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nharara

Nharara tumbuyu tunowanikwa mumuti wemutarara, tunorasa mvura inonhuhwa asi tuchidyiwa.

Verenga

Swipe for the next word