KwaunobvaDuramazwiMmbavha

Zvinoreva

Mbavha munhu anotora zvinhu zvisiri zvake, asina mvumo.

1

Mbavha munhu anotora zvinhu zvisiri zvake, asina mvumo.

Apa ukuziva kuti ana mhamha havapo unoda tizopindirwa nematsotsi kana mbavha muno here?" Akadaro Tanaka.

Mbavha imbatwa, mbavha-rutsoka ishamwari.

Nerimwe ramazuva mbavha yakapona nepadikidiki kuti ibatwe.

Zvakafanana

tsotsi · mubi · geu · nhomi · gororo

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word