KwaunobvaDuramazwiMmbe-e

Duramazwi

mbe-e

Zvinoreva

Kana kunze kwati mbe-e kunenge kwava kuchena.

1

Kana munhu ane mwoyo wakati mbe-e anenge ane mwoyo wakanaka, achinzwira vamwe tsitsi.

2

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mbe mbe mbe

Kuti mbe mbe mbe kurira sezvinoita bhera remoto kari.

Verenga

Swipe for the next word