KwaunobvaDuramazwiMmbemba

Duramazwi

mbemba

Zvinoreva

Kana dutu rezvinhu rikambemba rinenge radzikira paukuru hwaro kupfuura zvarambenge riri.

1

Kana chiitiko chinogaroitika chichinzi chambemba chinenge choitika nenguva dziri kure nakure.

2

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mbembe

Kana chinhu chakati mbembe kuchena chinenge chakachena zvokushaiwa kana chivara chitema.

Verenga

Swipe for the next word