Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chirauro.
1
Chirauro.
Pembedzo mazwi okuchenura anowanzotaurwa nevanhu kana paine anenge achipomerwa mhosva yaanenge asina kupara kana kuti yaakapara nokusaziva.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbemba
Kana dutu rezvinhu rikambemba rinenge radzikira paukuru hwaro kupfuura zvarambenge riri.
VerengaSwipe for the next word