Duramazwi
mbembe
ngwengwe
Duramazwi
Kana chinhu chakati mbembe kuchena chinenge chakachena zvokushaiwa kana chivara chitema.

Kuti mbembe kuvapo kwechiedza chakajeka chaizvo panzvimbo huru.
Kuti mbembe kuvapo kwechiedza chakajeka chaizvo panzvimbo huru.
ngwengwe
Duramazwi
01 / 03mbemura
Kumbemura kukuya tsanga dzezvirimwa dzakaomarara chaizvo.
VerengaSwipe for the next word