KwaunobvaDuramazwiMmbuu

Zvinoreva

Kana chinhu chakati mbuu chinenge chakachena zvokushaya kana kavara.

1

Kana chinhu chakati mbuu chinenge chakachena zvokushaya kana kavara.

Musoro wasekuru VaMakii wachena kuti mbuu.

Kana chinhu chakati mbuu chinenge chakachena zvokushaya kana kavara.

Zvakafanana

njunju · chuchu

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mbuve

Mbuve ivhudzi remunhu rinenge rava kuchena rakatarangana, asi risati rachena musoro wose.

Verenga

Swipe for the next word