Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mbavarira dzimbo dzinoimbwa pakupira midzimu.
Mbavarira kushingirira kuti zvaunenge uchida zvifambe. Vakaimba vakuru vakati _mbavarira inoda vane nharo_.
Kana doro richinzi _imbavarira_ rinenge richivava nokukarakata pahuro.

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mbavha
thief
VerengaSwipe for the next word