Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ruchamiro ipfungwa yokushingirira kusvika pakubudirira pane zvaunovavarira.
1

Kana munhu aine ruchamiro anenge ari munhu anogara achiita zvinhu zvakawanda nesimba rake rose.
2

Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03ruchemera
Ruchemera mwana ana mai vakashaya panguva yokumupona.
VerengaSwipe for the next word