Duramazwi · zita
Zvinoreva
Muchenya.
1
Muchenya.
Ruzarira rukanda ruchena runoganhura chipfuva nedumbu mumuviri wemunhu kana mhuka.
Barwe imbeu ine ruvara ruchena, inokangwa maputi kana kuti kugayiwa ichibikisa sadza reparichi.
Makore imvura yakaurumbana iri muchadenga inoita kuti denga rive neruvara ruchena kana kuti rwepfumbu.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03ruchengera
Kana munhu achinzi ane ruchengera anenge achinyanya kuchengetedza murume kana mukadzi wake, kuno-shaisa mumwe wake mufaro, pari pamusana pokutya kutorerwa. Ane ruchengera zvokuti haadi kuona mukadzi wake achitaura nemunhurume upi zvake.
VerengaSwipe for the next word