KwaunobvaDuramazwiRruchengera

Duramazwi · zita

ruchengera

Zvinoreva

Kana munhu achinzi ane ruchengera anenge achinyanya kuchengetedza murume kana mukadzi wake, kuno-shaisa mumwe wake mufaro, pari pamusana pokutya kutorerwa. Ane ruchengera zvokuti haadi kuona mukadzi wake achitaura nemunhurume upi zvake.

1

Baba veruchengera vaingoti napo napo vadzoka kumba kuzoona kuti ndiani asvika vasipo.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

ruchenje

Ruchenje mwedzi mutete unenge usati wadarika mazuva gumi.

Verenga

Swipe for the next word