Duramazwi02 / 03ruchengeraKana munhu achinzi ane ruchengera anenge achinyanya kuchengetedza murume kana mukadzi wake, kuno-shaisa mumwe wake mufaro, pari pamusana pokutya kutorerwa. Ane ruchengera zvokuti haadi kuona mukadzi wake achitaura nemunhurume upi zvake.Verenga→