Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kutsungirira nenzira yesimba mumatambudziko.
1
Kutsungirira nenzira yesimba mumatambudziko.
Kana n'ombe ichinzi ine dindi inenge ine zamo neminyatso yakaomarara zvokutonetsa kukama.
Kana n'ombe ichinzi yaturikira inge yaramba kusisa asi iyo ine mukaka wakawanda muzamo.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zamu
ardent
VerengaSwipe for the next word