Duramazwi · zita
Zvinoreva
Zamera muchero unobuda mukaka, unovavira pakudya, unotsvukuruka kana waibva uye unowanzowanikwa mumakomo.
1

Kana mbeu dzikati nye -e mumunda dzinenge dzamera dzose, pasina dzinotadza.
Idzi imbesa dzinenge dzamera dzakawanda panzvimbo imwe chete.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zami
Zami imba inenge iri nechapakati pechivanze munoungana vanhu vose vomusha vachiita matare pabarika.
VerengaSwipe for the next word