Duramazwi
zambuko
bridge
Duramazwi
bridge
Zambuko chivakwa kana nzvimbo inofambwa nevanhu vachibira mhiri kwerwizi. Mazambuko mazhinji ari kure nemadziva engwena.
Zambuko chivakwa kana nzvimbo inofambwa nevanhu vachibira mhiri kwerwizi. Mazambuko mazhinji ari kure nemadziva engwena.
Matsenga matsenga evanhu akauya kuzobatsira pakuvaka zambuko guru remudunhu medu.
Zambuko raiva parwizi apa rakayeredzwa nemvura zhinji yakanaya paKisimisi.
Kana muchida kuvaka zambuko hamufaniri kusarudza panzvimbo perwizi pakafara zvakanyanya.
Duramazwi
01 / 03Zame
Zame ndiye akasika denga nepasi.
VerengaSwipe for the next word